The Zimbabwe Sentinel-Media Centre

Telling the other story – MEDIA CENTRE

Civil society

CHRA TAKES CAMPAIGN AGAINST WELLCASH DEBT COLLECTORS TO COUNCIL DISTRICT OFFICES .

BELOW IS A SAMPLE OF FLIERS TO BE DISTRIBUTED TO RESIDENTS …
YAMBIRO KUVAGARI VEHARARE!!!!!
Tinokuzivisai kuti vanhu veWellcash Debt Collectors varikufamba vachiti vatumwa nekanzuru yeHarare kutora zvikwereti, varikuita zvisiri pamutemo uyezve havana kodzero dzekuita izvi pamutemo wemuZimbabwe.
Musatyisidzirwe nemakororo aya anova arikushanda nevamwe vashandi vekanzuru kukubirai mari dzenyu dzirikurwadza kuwana.
Tapota musape kana kubhadhara mari kumakororo aya. Mapepa matsvuku avanotumira haana basa.
Chikonzi chedare (Messenger of Court) ndicho chete chine simba rekutora midziyo kana chine court order.
Kune vanotenderana nezvikwereti bhadharai KUKANZURU CHETE.
Kune vanenge varambirwa kubhadhara mari yemitero tapota tibatei panumber dzinoti 0774421825. Magweta anomirira kodzero dzenyu 0776252565 kana Mayor venyu 0772428333.
#wellcashmustfall

LEAVE A RESPONSE

Your email address will not be published. Required fields are marked *

Chief Editor: Earnest Mudzengi Content Editor: Willie Gwatimba